Tarachisi
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuTaranyika)
![](http://178.128.105.246/cars-http-upload.wikimedia.org/wikipedia/commons/thumb/9/9c/Teacher_points_out_a_country_on_a_map.jpg/220px-Teacher_points_out_a_country_on_a_map.jpg)
Tarachisi (Geography) - iri izwi riri kubva kumazwi ari kuEnglish anoti: geo rinoreva nyika (earth) muChiGreeK, uye graph rinoreva mutaro kana kuti mufananidzo.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- VaTonga vanoti cisi (land, country, place, nation). VaGiryama vanoti tsi (land).
- VaLunda neVaLenje vanoti chisi (country, region, land, district, village and its neighbourhood).
- VaLenje vanoti nshi kana nsi (land, region, ground underfoot) apa kurva pasi kana pavhu.
- Kinyarwanda inoti isi (world, earth). Lugwere vanoti chisi (region, country).