Svetuka kuchirochemo

Bhahari Dzvuku

Kubva Wikipedia

Bhahari Dzvuku (kureva Red Sea; Ara: البحر الأحمر - بحر القلزم, Nhasi: al-Baḥr al-ʾAḥmar, Kare: Baḥr al-Qulzum; Heb: יַם-סוּף, yam sūf kana הַיָּם הָאָדְוֹם, hayyām hāʾāḏōm; Kop: ⲫⲓⲟⲙ ⲛ̀ϩⲁϩ Phiom Enhah kana ⲫⲓⲟⲙ ⲛ̀ϣⲁⲣⲓ Phiom ǹšari; Tig: ቀይሕ ባሕሪ Qeyih Bahri; Som: Badda Cas) kana Bhahari Tsvuku, ipindiso reGungwa re India, rakarara pakati peAfurika ne Ezhiya (kana kuti Maodzanyemba-emabvazuva eAfurika). Mubatanidzo waro negungwa uri kuchamhembe, nekuda kwe Rumaniko rwe Bhabhi Eri Mandebhi[C 1] uye nekuda kwe Guhwi re Adheni. Kumaodzanyemba kune Mugimbakirwa we Sinai, Guhwi re Akava, ne Guhwi re Swezi (richitungamidza kuKanari re Swezi). Chigadzwakutsi[1] che Rhifuti re Bhahari Dzvuku, iro riri chikamu cheRhifuti re Mupata Mukuru.

Mitauro yechiAfurika

  • Yedina inoti njar (n. strait - a narrow passage of water connecting two large bodies of water).

' '

'M'a'b'v'i'r'o eruzivo


Bosho rekududza: <ref> tags exist for a group named "C", but no corresponding <references group="C"/> tag was found

  1. underlain.,