Svetuka kuchirochemo

Rumaniko rwe Lon'hu

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 08:04, 25 Chikumi 2024 na Masiziva (ereketa | zvinzatu) (Created page with "'''Ruminako rwe Lon'hu''' (Chirhusi: пролив Лонга; ''Proliv Longa'') mwiri wemvura urere muRufedherari rwe Rhashiya == Nhoroondo == Dumidzo rezita rokuti Lon'hu kutovodza kapitani wekuvhima manghuma wechiAmerika wainzi Thomas W. Long. Mumwedzi wa Nyamavhuvhu mugore ra1983, raive nzvimbo yemharadzwa yakakonzera kuteyeka kwengarava dzemakumimashanu muzaya, apo pakaroveka munhu mumwe uye vanhu vakumivatatu vakakuvadzwa. == Taranyi...")
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)

Ruminako rwe Lon'hu (Chirhusi: пролив Лонга; Proliv Longa) mwiri wemvura urere muRufedherari rwe Rhashiya

Nhoroondo

Dumidzo rezita rokuti Lon'hu kutovodza kapitani wekuvhima manghuma wechiAmerika wainzi Thomas W. Long.

Mumwedzi wa Nyamavhuvhu mugore ra1983, raive nzvimbo yemharadzwa yakakonzera kuteyeka kwengarava dzemakumimashanu muzaya, apo pakaroveka munhu mumwe uye vanhu vakumivatatu vakakuvadzwa.

Taranyika

Rumaniko urwu rwunopatsanura Chitsuwa cha Vhurangeli negurunyika ye Sibiri. Yakafaruka kwazvo, uye hupamhi hwayo hwunosvika makiromita ezana nemakuminana-nerimwe (141km), pakati peKabho Bhulosi kumutesvo wechamhembechemadokeri eChitsuwa chaVhurangeli ne Kabho Yakani, makiromita makumimatanhatu-neshanu (65km) kumabvazuva eKabho Bhilin'isi, pedyo ne Gayitikġeleni[C 1] , Chukuchi.

Rumaniko rwe Lon'hu rwunokochekedza Bhahari re Sibiri Mabvazuva ne Bhahari re Chukuchi.
Bosho rekududza: <ref> tags exist for a group named "C", but no corresponding <references group="C"/> tag was found