Svetuka kuchirochemo

Muzazati

Kubva Wikipedia
Muzazati

Muzazati, mugarahungwe, munyaganza kana mushangwa izita reTshivenda (n. Faurea saligna. African beech) remuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica dzinoti: Angola, Congo, Kinshasa, Rwanda, Burundi, Kenya, Tanzania, Malawi, Mozambique, Zambia neSouth Africa.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • IsiNdebele vanoti Umpembele, kana Isidwadwa (n. Faurea saligna. Willow beechwood) kureva kapfutsana.