Svetuka kuchirochemo

Shakanhi

Kubva Wikipedia

Shakanhi (nge. sheet of paper; paper) kana bepa, chinhu chitete chakagadzirwa ne marise[C 1] ehuni akatsindirwa pamwe chete. Vanhu vanonyora pashakanhu nepenzura kana karamu, uye man'wadhi ne mamagazini anogadzirwa ne mashakanhi. Shakanhi rinogona kunwririra[C 2] mutuvi senge mvura, saka vanhu vanogona kuchenesa zvinhu neshakanhi. Kune mhando dzakawanda dzeshakanhi. Vanhu vakatanga kugadzira mashakanhi waive Machayina.

Mamwe mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

MuChiswahiri - Bepa rinonzi karatasi kutora shoko reChigiriki Χαρτί kharti rakabva wo kuChiarabhu قرطاص qartas.

MuChishona rinenge richinzi kaharati kutora shoko reChigiriki kana karatasi futi kutora shoko reChiarabhu.

  • Ikhasi muChizulu
  • Ẋasi / kġasi (kureva a form of paper) - kubva paChizulu chinoti ikhasi, kana kungoti fomu sepaChishongirishi.
  • Zanhi

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]


Bosho rekududza: <ref> tags exist for a group named "C", but no corresponding <references group="C"/> tag was found